1 Vakorinde3
1Hama, inini, hama, ndaikonaba kukunyairirai sevanhu vomweya, asi sevanhu vomunyika, sevadiki muna Khirisitu.2Ndidokupasai mukaka, aikona zvokuja zvidosimba, ndava manga munati mava kuzvikona. Kana namanje hamunati mava kukona,3ndava muchiri vanhu vonyika. Ndava kana pachinochanje nokudhonzerana pakati penyu, hamusi vanhu vonyika nai? Muchiita kunge vanhuwo zvavo?4Ndava kana umwe achiti, “Inini ndinotevera Phauro,” noumwe achiti, “Inini ndinotevera Aporo,” hamusi vanhuwo zvavo nai?5Anga Aporo chiiko? Phauro chiiko? Vanondova varanda vadokuitai kuti mutende, sematumihwo yadoitiwa umwe noumwe naIshe.6Inini ndidojara mbeu, Aporo adodiridza, asi Mwari ndiye adokurisa.7Saka anotimbikira noanodiridza havasi chinhu, asi anokosha ndiMwari basi anokurisa.8Anotimbikira noanodiridza vano chinangwa chibodzi. Asi umwe noumwe achatambira mubairo wache maererano nomashandiro yache.9Ndava tiri vashandi pabodzi naMwari, muri munda waMwari,
chivakwa chaMwari.10Maererano nonyasha dzaMwari dzandidopasiwa, semuvakhi anouseza ndidoronga nheyo, uye umwe munhu ari kuvakha pamusoro payene. Munhu mbaachenjere kuti anovakha tini pamusoro payene.11Ndava hapanai imwe nheyo ingarongewe nomunhu kunze kwoyakareyo idorongewa, inova Jesu Khirisitu.12Zvino kana munhu achivakha panheyo nondarama, sirivha, mabhwe yanokosha, mapango, mashanga, kana usva,13basa romunhu umwe noumwe richanangidziwa. Ndava Musi iwoyo uchariisa pachenu, ndava richanangidziwa nomoto. Moto uchaedza basa ridoitiwa noumwe noumwe kuti ridoita tini.14Kana basa ridovakhiwa nomunhu pamusoro ponheyo rikapona, achatambira mubairo.15Kana basa romunhu rikatsva, acharasikihwa, asi iye achaponesewa zvache, asi seuye waburiwa mumoto.16Munozivaba nai kuti muri imba yaMwari yaMwari uye kuti Mweya waMwari unogara mamuri?17Kana munhu achiparadza imba yaMwari yaMwari, Mwari achamuparadza. Ndava imba yaMwari yaMwari itsvene, uye imba yaMwari yacho ndimi vakaremi peno.18Munhu mbaarege kuzvinyengedza. Kana munhu pakati penyu achifunga kuti adochenjera munguwa ino, mbaave dzemwa kuti ave adochenjera.19Ndava uchenjeri hwonyika ino udzemwa kuna Mwari. Ndava kudonyohwa kuti, “Anobata vadochenjera mumambere yavo,”20uye gwaro rinotiwo, “Ishe vanoziva kuti mifungo yovadochenjera hapanai zviripo.”21Saka hapanai anofanira kuzvirumbidza pamusoro pomunhu. Ndava zvinhu zvese nzvenyu.22Angave Phauro kana Aporo kana Kefasi kana nyika kana upenyu kana ipfa kana zvazvino kana zvichauya, zvese nzvenyu,23naimipa muri vache Khirisitu, naKhirisitu ngwaMwari.

The Word for the World International