VAEFESO6
1Vana, tetekerai vabereki venyu muna Ishe, nokuti zvakarezvi ndizvo zvidokohoroka.2“Remekedza baba vako namaako” (wakareyu ndiwo murairo wokuthanga uno chivimbiso),3“kuti zvikuitire bhwino futi kuti urarame nguwa irefu panyika.”4Anababa, rekai kusora muchikaripisa vana venyu, asi varerei mukurovedzera nomukuraira kwaIshe.5Varanda, tetekerai anatenzi venyu vopanyika, muvache nokutetemera, nomwoyo udorurama, fanike kuna Khirisitu.6Aikona kundozviita pamunoonewa, fanike vafadzi vovanhu, asi fanike muri kushandira Khirisitu, muchiita kuda kwaMwari zvichibva pamwoyo.7Muchiita basa nochido fanike kuna Ishe aikona kuvanhu,8muchiziva kuti chese chidonaka chinoitiwa nomunhu, achatambira zvibodzibodzizvo kubva kuna Ishe, kana ari muranda kana adosununguka.9Anatenzi, itai zvibodzibodzizvo kuvaranda venyu, morega kuvachisa, muchiziva kuti Tenzi wavo nowenyu mese ari kudenga, futi kuti hapanai rusaruro kwaari.10Pakupedzisira, ivai mudosimba muna Ishe pakare mova mumasimba yache makuru.11Simirai zvombo zvese zvaMwari, kuti mukone kumira muchihwisana nomazano yajabhurosi.12Ndava tiri kuhwisanaba nonyama nogazi, novatongi, novakuruvakuru, novanomasimba yonyika yorima razvino, nohondo dzomweya idoipa dziri munzvimbo dzomudenga.13Saka torai zvombo zvese zvaMwari, kuti mugone kudzivisa pazuva ridoipa, futi kuti kana mapedza zvese, mumire.14Saka mirai, mudosunga zviuno zvenyu nobhande rochokwadi, mudoisa pachipfuwa chivharidziro chokururama,15futi mudosimira shangu mutsoka dzenyu mugadziriro yovhangeri rorunyararo,16pamusoro pozvakarezvi zvese, torai chivharidziro chokutenda, chokudzimwisa miseve inopfuta yoadoipa.17Futi torai ngundu youtare yoruponiso, nobakatwa roMweya, ndiro shoko raMwari.18Namatai nguwa dzese muMweya, nominamato yese nokukumbira. Pakupedzisira garai mudopepuka nokushingirira kwese, muchinamatira vatsvene vese,19naininiwo mundinamatire, kuti pandinoshama muromo ndinyaire ndidoshinga pakuparidza zvidohwanda zvovhangeri,20ndava ndiri mumiririri warene ari mumangetani. Ndinamatirei kuti ndiriise pachenu ndidoshinga, sezvandinofanira kutaura.21Zvino kuti muzivewo kuti zvidoita tini kwandiri nozvandiri kuita, muchanyepewa zvese naTaichikasi hama inodiwa futi mushumiri adotendeka muna Ishe.22Ndamutumira kwamuri pamusaka pozvakarezvi, kuti muzive kuti zvidoita sei kwatiri, futi kuti akurudzire mwoyo yenyu.23Hama rugare, norudo, nokutenda zvinobva kuna Mwari Baba naIshe Jesu Khirisitu mbazvive nemi.24Mutsa mbauve novese vanoda Ishe wedu Jesu Khirisitu norudo rusingapere.
The Word for the World International