1Timoti6
1Vese vari pasi pouranda mbavazive kuti anatenzi vavo vanofanihwa nokuremekedzewa kwese, kuti zita raMwari nodzidziso yedu zvireke kushorewa.2Vaye vanoshandira anatenzi vanonamata, mbavareke kuvanyozera nondava yokuti vanonamata vese, asi vanotofanira kuvashandira zvidonyanyitsa kunaka ndava vakarevo vanobatsirika pabasa ravo mbatendi futi vadikani. Dzidziso Yomabhwodo Noupfumi Hwochokwadi
Udzidzise uchitsindikira mashandiro yakareya.3Kana umwewo munhu achidzidzisa zvinopesana nozvakarezvi, uye asingabvumirane nomazvi kwayo yaIshe Jesu Khirisitu nodzidziso inowirirana noumwari,4wakareyo anosasuhwa nounyengeri, hapanai chaanoziva, iyeyo anoda kupesanisa nokuita nharo pamusoro pomashoko, zvinopasa chanje, kunyombana, nokufungirana zvidoipa,5nokuramba panokukakavadzana pakati povanhu vanopfungwa dzidoora, vanga vasisiri kunzvitsitsa chokwadi ndokubva vaakufunga kuti umwari inzira yokuwana nayo upfumi.6Asi umwari pabodzi nokugutsikana ndiyo pfuma ikuru,7ndava hapanai chatidouya nacho panyika, saka hapanai chatinotorawo kubva kwairi.8Asi kana tino zvokuja nozvokusimira, tinogutsikana nazvo.9Vaye vokuda kupfuma vanowira mumiedzo, nomumiteyo, muzvido zvoudzemwa futi zvinokuwadza zvakarezvo zvinowisira vanhu mukupfukudzika nokuparadziwa.10Ndava kuda mari ndomavambo yozvidoipa zvese, pakuiditsa vamwe vanhu vadotsambuka kubva pakutenda ndokuzvibaya mwoyo noshungu dzizinji.11Asi iwewe, munhu waMwari, nzvenga zvakarezvi zvese, tevera kururama, umwari, kutenda, rudo, kutsungirira nounyoro.12Ihwa kuhwa kudonaka kwokutenda, batitsitsa upenyu husingapere hwaudodaidzihwa paudopasa upfakazi hudonaka pamberi popfakazi dzidowanda.13Ndinokuraira pamberi paMwari anopasa upenyu kuzvinhu zvese, nopamberi paKhirisitu Jesu adopasa upfakazi hudonaka pamberi paPondiyasi Pirato,14kuti uchengete murairo wakareyu usinai dondorozi kana chinoshoreka kusvikira pakuoneka kwaIshe wedu Jesu Khirisitu,15kunova kuchaisiwa pachenu panguwa idofanira, naiye adoropafadziwa, iye wega Mutongi, Mambo womadzimambo naIshe womadzishe,16iye wega asingapfe futi anogara pachiedza chisingasvikike, asinai kumboonewa nomunhu futi asingaoneke. Kwaari mbakuve nokuremekedzewa nomasimba nokusingapere. Ameni.17Raira vapfumi vomunyika yazvino, kuti vareke kuzvikudza kana kugurupira muupfumi husinai chokwadi, asi vaise tariro yavo muna Mwari anotipasa zvese zvinotinakira.18Vanofanira kuita zvidonaka, kuva vadopfuma pakuita zvidonaka, vave vadosununguka kupasa vamwe.19Mumaitiro yakareya vanozvichengetera upfumi senheyo idosimba youpenyu hunouya, kuti vabate upenyu chaihwo.20Iwewe Timoti chengetedza zvaudovimbiwa nazvo. Pira-gotsi kunyaira kusina umwari kuno kupesana kwavanoti izivo iyo yari mabhwodo.21Zvakarezvi zvinotauhwa novamwe, futi pakuita zvakarezvo vadotsambuka pakutenda.
Mutsa mbauve naimimi mese.

The Word for the World International