1Timoti1
1Kubva kuna Phauro, Nhumwa yaKhirisitu Jesu nokuraira kwaMwari Muponisi wedu nokwaKhirisitu Jesu tariro yedu.2Kuna Timoti, mwana wangu wochokwadi pakutenda.
Mutsa, notsitsi, norunyararo zvinobva kuna Mwari Baba naKhirisitu Jesu Ishe wedu mbazvive kwauri.3Sezvandidokukurudzira pandanga ndichienda kuMasedhoniya, ramba uri muEfeso kuti uraire vamwe vanhu kuti varekerefuti kufundisa dzidziso imwewo idosiyana,4kana kuva vanoramba vari muzvinzano nomadzinza yasingapere zvinosumudzira kupesana pachinzvimbo chokuendesa mberi basa raMwari rinouya nokutenda.5Chinangwa chokuraira kwedu rudo rinobva pamwoyo udochena, hana idonaka nokutenda kudoperera.6Vamwe vadotaika panozvakarezvi vachiteterekera pakunyaira zvisinai nonzeru dzese.7Vanoda kuva vadzididzisi vomutemo, asi ivo vasinganzvitsitse zvavanonyaira kana zvinhu zvavanosimbisa.8Zvino tinoziva kuti mutemo udonaka, kana munhu achiushandisa zviri pamutemo,9tichinzvitsitsa zvakarezvi, kuti mutemo haunai kuitihwa vadorurama asi vomhunzva novapanduki, vasingache Mwari novatadzi, vasiri vatsvene novoutsambwa, vanopunza anababa novanopunza nanamai, vanobaya vanhu,10mhombo, ngochani, vanopamba vanhu, vanyepi, novaiti vozvimwewo zvinopikisana nodzidziso idonaka,11iri maererano novhangeri rokubhwinya raMwari adoropafadziwa, randidovimbiwa naro.12Ndinomutenda iye adondipasa simba rozvakarezvi, Khirisitu Jesu Ishe wedu, ndava adoona ndidovimbika ndokundipasa basa rache,13kunyange zvazvene ndidothanga ndichishora Mwari nokumutambudza nokuita mungu, asi adondiitira tsitsi ndava ndidozviita mukusaziva nomukusatenda.14Asi mutsa dzaIshe wedu dzidoduruhwa pandiri pabodzi nokutenda norudo zviri muna Khirisitu Jesu.15Kunyaira ndokwochokwadi futi kunofanira kutambihwa, kwokuti Khirisitu Jesu adouya munyika kudzoponesa vatadzi. Inipano ndiri adokungudza wacho.16Asi ndidoitihwa tsitsi nondava yakarei, kuti mandiri iyeni mutadzi adokungudza, Jesu Khirisitu anangidze mwoyo murefu wache zvichiva muenzaniso kuno vaye vanodzotenda kwaari kuti vave noupenyu husingapere.17Kuna Mambo wonguwa dzese, asingapfe, asingaoneke, Mwari wega mubodzi, mbakuve nokuremekedzewa nokubhwinya nokusingaperepere. Ameni.18Timoti, mwanakomana wangu, ndinokutsindikira zvinoenderana nokunyaira kwozvidoporofitiwa pamusoro pako, kuti nokufemehwa nazvo uhwe hondo idonaka,19udobatirira kutenda nohana idonaka, zvinova zvidorambiwa novamwe, vachibva vambwedza kutenda kwavo.20Pakati pavo pana Haimenasi naArekizanda, vandidodzopereka kuna Sathani kuti vadzidze kuti Mwari haashorewe.

The Word for the World International