1Timoti2
1Saka, pakuthanga kwozvese ndinokurudzira kuti vanhu vese vakumbirihwe, vanamatihwe, vateterehwe, futi vatendehwe,2zviitihwewo madzimambo novese vari muutungamiri, kuti tigare upenyu hunorunyararo, hunoumwari pakare hudoremekedzeka mumitoo yese.3Zvakarezvi zvidonaka, futi zvinofadza Mwari Muponisi wedu,4iye anoda kuti vanhu vese vaponesewe futi kuti vasvike pakuziva chokwadi.5Ndava kuna Mwari mubodzi, futi kuno mumiririri mubodzi pakati paMwari novanhu, munhu Khirisitu Jesu,6iye adozvipa semuripo wokuripira vanhu vese, upfakazi hwozvakarezvi hudopiwa panguwa idokodzera.7Nondava yakarei ndidosaruriwa kuva muparidzi nonhumwa nomudzidzisi wovasiri vaJudha. Ndiri kunyaira chokwadi handibhwodoke.8Saka ndinoda kuti kunzvimbo dzese varume vanamate vadosumudza manja yavo matsvene, vasinai ukari kana kupikisana.9Futi vanhukadzi mbavasimire zvidotsiga, zvidoremekedzeka futi zvidokodzera, vasinai kurukhiwa misoro kana kusimira zvipfeko zvondarama kana chuma kana zvipfeko zvinodhura10asi kuva nounhu hudonaka, hudofanira kuitiwa novanhukadzi vanoti tinonamata Mwari.11Vanhukadzi mbavadzidze vadonyarara futi vachizvidukupisa.12Ndinobvumiraba kuti munhukadzi afundise kana kuti ave nosimba rinokunda romunhurume, munhukadzi mbaanyarare.13Ndava Adhamu adothanga kuumbiwa, ndokudzouyawo Evha.14Futi Adhamu haanai kufurihwa, asi munhukadzi adofurihwa achibva wava mutadzi.15Zvidodaipo munhukadzi achaponesewa nondava yokuzvara vana, kana akaramba ari mukutenda nomurudo nomuutsvene, nounhu hudodzikama.
The Word for the World International