2 Johwani1
1Kubva kumukuru
Kumukadzi adosarudziwa naMwari nokuvana vache, vandinoda pachokwadi, aikona inini ndega, asi novese vanoziva chokwadi,2ndava chokwadi chacho chinogara matiri futi chichava naisisu nokusingapere.3Mutsa, notsitsi norugare, zvinobva kuna Mwari Baba nokuna Jesu Khirisitu, Mwanakomana waBaba, zvichava naisisu muchokwadi nomurudo.4Zvidondipasa mufaro mukuru kuwana vamwe vana vako vachitekaira muchokwadi sezvidoraihwa naMwari.5Mukadzi, ndinokukumbiritsa zvino, handisi kukunyorera murairo mutsva, asi uye watanga tinawo kubva pakuthanga, wokuti tive vanodanana.6Zvino rudo ndiri, rokuti titetekere mirairo yache, fanike zvaudonzva kubva pakuthanga, kuti mutevere rudo.7Nokuti vanyengeri vazinji vadopinda munyika, vanhu vasingatambire kuuya kwaJesu Khirisitu panyama. Wese adodaro munyengeri nomupikisi waKirisitu.8Zvichenjererei kuti mureke kupukunyukiwa nozvamudoshandira, asi kuti mupasiwe mubairo udozara.9Wese anopinimidza pamberi asingagare mudzidziso yaKhirisitu haanai Mwari. Wese anoramba ari mukudzidzisa kwaKhirisitu anovese, Baba noMwanakomana.10Kana umwe munhu akauya kwamuri asinai kudzidzisa kwakareku, rekai kumutambira kana kumupinza mumba menyu,11wese anomutambira anokovana naye mumabasa yache yadoipa.12Kunyange zvazvene ndino zvidowanda zvokukunyorerai, ndinosarura kureka kushandisa pepa noingi, asi ndinotarisira kuuya kuti tinyaire tidonangarana chiso nochiso, kuti mufaro wedu uve udozara.13Vana vomukoma wako adosaruhwa naMwari vanokumoresa.

The Word for the World International