VAEFESO1
1Phauro, Nhumwa yaKhirisitu Jesu kuburikidza nokuda kwaMwari,
kuvatsvene novadotendeka muna Khirisitu Jesu:2Mutsa norunyararo zvinobva kuna Mwari Baba vedu nokuna Ishe Jesu Khirisitu mbazvive kwamuri.3Mbaaropafadziwe Mwari naBaba vaIshe wedu Jesu Khirisitu, adotiropafadza muna Khirisitu nokuropafadziwa kwese mumweya kunzvimbo dzokudzuru.4Sezvaadotisarura kuti tive maari nyika isinati yavapo.
Kuti tive vatsvene murudo tisinai chatinopomehwa pamberi pache.5Adoita kuti tive vana vache kare kuburikidza naJesu Khirisitu, zvichienderana nomaonero yache yadonaka,6kuti zvipase kurumbidziwa kwokubhwinya kwomutsa wache, waadotipasa pasinai muripo muna iyeyo Anodiwa.7Maari tinokudzikinuhwa kuburikidza nogazi rache, nokurekerehwa kwokuphonya kwedu zvichienderana nokupfuma kwomutsa wache,8waadoita kuti tiphunge nawo,
Nokuziva kwese nokunzvitsitsa,9adotizivisa chidohwanda chokuda kwache zvichienderana nokuda kwache kudonaka, kwaadofunga muna Khirisitu.10Kuti chinangwacho chiitike kana nguwa yazazisiwa, kuti abatanidze zvinhu zvese muna Khirisitu, zvinhu zviri kudenga nozviri panyika.11Maari, tidosaruhwa kare zvichienderana nochinangwa chourongwa hwache iye anoshanda zvinhu zvese kuti zvienderane nokuda kwache,12kuti isisu tidothanga kuva notariro muna Khirisitu, tive vadomirira kurumbidziwa kwokubhwinya kwache.13Maari naimimiwo, vadonzva shoko rochokwadi, Nhau Dzidonaka dzokuponesewa kwenyu, mudobva matenda kwaari, ndokubva maisiwa chisimbiso chochivimbiso choMweya Mutsvene.14anova chibatiso chonhaka yedu kusvikira pakudzikinuhwa kwoavo vanova vache Mwari, kuitira kuti kubhwinya kwache kurumbidziwe.15Nondava yakarei, nokuti ndidonzva zvokutenda kwenyu muna Ishe Jesu norudo renyu kuvatsvene vese,16ndinorekaba kutenda nondava yenyu, pandinokuyeukai muminamato yangu17kuti Mwari waIshe wedu Jesu Khirisitu, Baba wokubhwinya, akupasei mweya wouchenjeri nowokuzurukihwa mukumuziva iye.18Muve nomeso yomwoyo yadopengenuka, kuti muzive zvidoita tariro yamudodaidzihwa, nozvidoita upfumi kwonhaka inobhwinya yokugara kwache muvatsvene,19futi kuti mukuriro hwai wosimba rache risingayereki riri muna isisu tinotenda, zvichienderana nokushanda kwache kudokura zvidokungudza20kwaadozazisa muna Khirisitu paadomumutsa kuvadopfa nokumugarisa kujanja rache roruji kunzvimbo dzokudenga,21kumusoro kurefurefu kwoutongi hwese novabati novanosimba nochikuriri, nopamusoro pomazita yese yanodaidziwa, zvisiri zvopanguwa ino chete asi panoichauyawo,22futi Mwari adoisa zvinhu zvese pasi potsoka dzache ndokumuita musoro pazvinhu zvese kukherekhe,23ndiwo muviri wache, mukuzara kwache iye anozadza zvese, kwese.

The Word for the World International