Tito1sna_bib
1Pauro, muranda waMwari nomupostori waJesu Kristu nokuda kwokutenda kwavasanangurwa vaMwari nokuziva chokwadi chinotungamirira kuumwari,2kutenda nokuziva kunobva patariro youpenyu husingaperi, hwakapikirwa naMwari, iye asingatongonyepi, akavimbisa idzo nguva dzisati dzavapo,3panguva yake yakatarwa akazivisa shoko rake nokuparidza kwandakapiwa nokurayira kwaMwari Muponesi wedu,4kuna Tito, mwanakomana wangu chaiye pakutenda kwedu tose:
Nyasha norugare zvinobva kuna Mwari Baba naKristu Jesu Muponesi wedu.
Nyasha norugare zvinobva kuna Mwari Baba naKristu Jesu Muponesi wedu.